Ruka 18:16 - Shona BIBLE16 Ipapo Jesu akavadanira kwaari, akati, “Regai vana vaduku, vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti ushe hwaMwari ndohwavakadai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Jesu akaʋaɗanira kwaari, akati: Regai ʋana ʋaɗuku, ʋaʋuye kwandiri, musaʋadziʋisa, nokuti ʋushe bgaMŋari ndobgaʋakaɗai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Jesu akavadanira kwaari, akati, “Regai vana vaduku, vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti ushe hwaMwari ndohwavakadai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Jesu akadaidzira achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hwedenga ndehwevakaita savava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi Jesu akadaidzira achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hwedenga ndehwevakaita savava. Viz kapitola |