Ruka 17:7 - Shona BIBLE7 “Ndiani kwamuri angava nomuranda anorima, kana anofudza makwai, akati kwaari, achibva kumunda, Uya, ugare pakudya? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndiani kwamuri uŋgaʋa nomuranda unorima, kana unofudza makwai, akati kwaari, acibva kumunda: Ʋuya, ugare pakudya? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 “Ndiani kwamuri angava nomuranda anorima, kana anofudza makwai, akati kwaari, achibva kumunda, Uya, ugare pakudya? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Pane mumwe wenyu here ano muranda anenge achirima kana kufudza hwai, angati kwaari kana abva kumunda, ‘Chibva wauya ugare pakudya?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Pane mumwe wenyu here ano muranda anenge achirima kana kufudza hwai, angati kwaari kana abva kumunda, ‘Chibva wauya ugare pakudya?’ Viz kapitola |