Ruka 17:26 - Shona BIBLE26 Sezvazvakanga zvakaita namazuva aNowa, ndizvo zvazvichaitawo namazuva oMwanakomana womunhu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 seɀaɀakaŋga ɀakaita namazuʋa aNoa, ndiɀo ɀaɀicaita ʋo namazuʋa oMŋanakomana womunhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Sezvazvakanga zvakaita namazuva aNoa, ndizvo zvazvichaitawo namazuva oMwanakomana womunhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pamazuva oMwanakomana womunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Sezvazvakanga zvakaita pamazuva aNowa, ndizvozvowo zvazvichaita pamazuva oMwanakomana womunhu. Viz kapitola |