Ruka 17:25 - Shona BIBLE25 Asi anofanira kumbotambudzika zvizhinji, nokurambwa norudzi urwu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi unofanira kumbotambudzika ɀizhinji, nokurashwa norudzi urwu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Asi anofanira kumbotambudzika zvizhinji, nokurambwa norudzi urwu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi anofanira kutanga atambudzika zvakanyanya agorambwa nechizvarwa ichi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Asi anofanira kutanga atambudzika zvakanyanya agorambwa nechizvarwa ichi. Viz kapitola |