Ruka 17:23 - Shona BIBLE23 Vachati kwamuri, ‘Tarirai uko! Tarirai pano!’ Regai kuenda, kana kuvatevera; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋacati kwamuri: Tarirai uko! Tarirai pano! Regai kuenda, kana kuʋateʋera; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vachati kwamuri, ‘Tarirai uko! Tarirai pano!’ Regai kuenda, kana kuvatevera; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vamwe vachati kwamuri, ‘Ari kokoko kana kuti ari pano apa.’ Musaendeko kana kuvatevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vamwe vachati kwamuri, ‘Ari kokoko kana kuti ari pano apa.’ Musaendeko kana kuvatevera. Viz kapitola |