Ruka 17:21 - Shona BIBLE21 Havangati, ‘Tarirai pano!’ Kana, ‘Uko!’ Nokuti tarirai, ushe hwaMwari huri mukati menyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Haʋaŋgati: Tarirai pano! kana: Uko! Nokuti tarirai, ʋushe bgaMŋari bguri mukati menyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Havangati, ‘Tarirai pano!’ Kana, ‘Uko!’ Nokuti tarirai, ushe hwaMwari huri mukati menyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Hakuna munhu achati, ‘Hohuno huri pano kana kuti huri apo, nokuti izvozvi umambo hwaMwari huri pakati penyu.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Hakuna munhu achati, ‘Hohuno huri pano kana kuti huri apo, nokuti izvozvi umambo hwaMwari huri pakati penyu.’ ” Viz kapitola |