Ruka 17:20 - Shona BIBLE20 Zvino akati achibvunzwa navaFarisi kuti ushe hwaMwari hunosvika rini, akapindura akati, “Ushe hwaMwari hahuuyi huchionekwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino wakati acibvunzwa naFarise kuti ʋushe bgaMŋari bgunoȿika rini, akapindura, akati: Ʋushe bgaMŋari habguʋuyi bguciʋonekwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zvino akati achibvunzwa naFarisi kuti ushe hwaMwari hunosvika rini, akapindura, akati, “Ushe hwaMwari hahuuyi huchionekwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Jesu paakabvunzwa navaFarisei kuti umambo hwaMwari huchasvika rini, akavapindura achiti, “Umambo hwaMwari hausi kuuya nezviratidzo zvinoonekwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Jesu paakabvunzwa navaFarisei kuti umambo hwaMwari huchasvika rini, akavapindura achiti, “Umambo hwaMwari hausi kuuya nezviratidzo zvinoonekwa. Viz kapitola |