Online Bible

- Reklamy -

Ruka 17:15 - Shona BIBLE

15 Zvino mumwe wavo, akati achiona kuti ndaporeswa, akadzoka, achikudza Mwari nezwi guru;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino mumŋe waʋo, wakati aciʋona kuti ndaporeswa, akadzoka, acikudza Mŋari nenzwi guru;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino mumwe wavo, akati achiona kuti ndaporeswa, akadzoka, achikudza Mwari nezwi guru;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Zvino mumwechete wavo paakaona kuti arapwa, akadzoka achirumbidza Mwari nezwi riri pamusoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Zvino mumwechete wavo paakaona kuti arapwa, akadzoka achirumbidza Mwari nezwi riri pamusoro.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 17:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy