Ruka 17:10 - Shona BIBLE10 “Saizvozvo nemiwo, kana maita zvose zvamarayirwa, muti, ‘Tiri varanda pasina, takaita sezvataifanira kuita.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Saiɀoɀo nemi ʋo, kana maita ɀose ɀamarairwa, muti: Tiri ʋaranda pasina, takaita seɀataifanira kuita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Saizvozvo nemiwo, kana maita zvose zvamarayirwa, muti, ‘Tiri varanda pasina, takaita sezvataifanira kuita.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nemiwo, kana maita zvamunenge maudzwa itii, ‘Tiri varanda vasingakodzeri. Tangoita zvatinofanira kuita.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Nemiwo, kana maita zvamunenge maudzwa itii, ‘Tiri varanda vasingakodzeri. Tangoita zvatinofanira kuita.’ ” Viz kapitola |