Ruka 16:25 - Shona BIBLE25 Abhurahamu akati, ‘Mwana, funga kuti wakapiwa zvakanaka zvako muupenyu hwako; naRazaro, saizvozvo akapiwa zvakaipa; asi zvino iye anonyaradzwa pano, iwe unorwadziwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Abrahama akati: Mŋana, fuŋga kuti wakapiwa ɀakanaka ɀako paʋupenyu bgako; naRazaro, saiɀoɀo wakapiwa ɀakaipa; asi ɀino iye unonyaradzwa pano, iwe unorwadziwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Abhurahamu akati, ‘Mwana, funga kuti wakapiwa zvakanaka zvako muupenyu hwako; naRazaro, saizvozvo akapiwa zvakaipa; asi zvino iye anonyaradzwa pano, iwe unorwadziwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Abhurahamu akati, ‘Mwanangu yeuka kuti panguva youpenyu hwako wakagamuchira zvinhu zvakanaka. Ndizvozvowo zvimwechetezvo naRazaro, akawana zvakaipa; asi zvino ari kunyaradzwa kuno iwe uri mukurwadziwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Abhurahamu akati, ‘Mwanangu yeuka kuti panguva youpenyu hwako wakagamuchira zvinhu zvakanaka. Ndizvozvowo zvimwechetezvo naRazaro, akawana zvakaipa; asi zvino ari kunyaradzwa kuno iwe uri mukurwadziwa. Viz kapitola |