Ruka 16:24 - Shona BIBLE24 Akadanidzira, akati, ‘Baba Abhurahamu, ndinzwirei ngoni; tumai Razaro, kuti anyike muromo womunwe wake mumvura, atonhodze rurimi rwangu, nokuti ndinorwadziwa nomurazvo uyu womoto.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Akaɗanidzira, akati: Ƃaɓa Abrahama, ndinzwirei ŋgoni; tumai Razaro, kuti anyike muromo womunwe wake mumvura, atonhodze rurimi rwaŋgu, nokuti ndinorwadziwa nomuraɀo uyu womŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Akadanidzira, akati, ‘Baba Abhurahamu, ndinzwirei ngoni; tumai Razaro, kuti anyike muromo womunwe wake mumvura, atonhodze rurimi rwangu, nokuti ndinorwadziwa nomurazvo uyu womoto.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Akadanidzira achiti, ‘Baba Abhurahamu ndinzwirei tsitsi mutume Razaro kundonyika muromo womunwe wake mumvura atonhodze rurimi rwangu nokuti ndiri kurwadziwa murimi iri romoto.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Akadanidzira achiti, ‘Baba Abhurahamu ndinzwirei tsitsi mutume Razaro kundonyika muromo womunwe wake mumvura atonhodze rurimi rwangu nokuti ndiri kurwadziwa murimi iri romoto.’ Viz kapitola |