Ruka 16:16 - Shona BIBLE16 “Murairo navaporofita zvakanga zviripo kusvikira kuna Johani; kubva panguva iyo ushe hwaMwari hunoparidzwa, mumwe nomumwe anopinda mahuri nesimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Murairo naʋaprofita ɀakaŋga ɀiri’po kuȿikira kunaJohane; kubva paŋguʋa iyo ʋushe bgaMŋari bgunoparidzwa, mumŋe nomumŋe unopinda mabguri nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Murayiro navaporofita zvakanga zviripo kusvikira kuna Johani; kubva panguva iyo ushe hwaMwari hunoparidzwa, mumwe nomumwe anopinda mahuri nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Mutemo navaporofita zvaivapo kusvikira pana Johani. Kubvirawo ipapo Shoko Rakanaka roumambo hwaMwari rinoparidzwa, munhu wosewo ari kuita zvokumanikidzira kupindamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Mutemo navaporofita zvaivapo kusvikira pana Johani. Kubvirawo ipapo Shoko Rakanaka roumambo hwaMwari rinoparidzwa, munhu wosewo ari kuita zvokumanikidzira kupindamo. Viz kapitola |