Ruka 10:8 - Shona BIBLE8 “Paguta ripi neripi, pamunopinda, kana vakakugamuchirai, idyai zvamunopakurirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Paguta ripi neripi, pamunopinda, kana ʋakakugamucirai, idyai ɀamunopakurirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Paguta ripi neripi, pamunopinda, kana vakakugamuchirai, idyai zvamunopakurirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kana mukapinda muguta ripi zvaro vakakugamuchirai idyai zvavanokuperekerai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kana mukapinda muguta ripi zvaro vakakugamuchirai idyai zvavanokuperekerai. Viz kapitola |