Ruka 10:42 - Shona BIBLE42 asi chinhu chimwe chinodikanwa; nokuti Maria akasanangura mugove wakanaka, waasingazotorerwi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 asi cinhu cimŋe cinoɗikanwa; nokuti Maria wakasanaŋgura mugoʋe wakanaka, waasiŋgazotorerwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 asi chinhu chimwe chinodikanwa; nokuti Maria akasanangura mugove wakanaka, waasingazotorerwi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Chinhu chimwechete chinodiwa. Maria asarudza chakanaka chacho chaasingazombotorerwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Chinhu chimwechete chinodiwa. Maria asarudza chakanaka chacho chaasingazombotorerwa.” Viz kapitola |