Ruka 10:38 - Shona BIBLE38 Zvino vakati vachifamba, akapinda muno mumwe musha; mumwe mukadzi ainzi Marita, akamugamuchira mumba make. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ɀino ʋakati ʋacifamba, akapinda munomumŋe musha; mumŋe mukadzi wainzi Marta, akamugamucira mumba make. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Zvino vakati vachifamba, akapinda muno mumwe musha; mumwe mukadzi ainzi Marita, akamugamuchira mumba make. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Pavakanga vachifamba rwendo rwavo, vakapinda mune mumwe musha. Mumwe mukadzi ainzi Marita akamugamuchira mumba make. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Pavakanga vachifamba rwendo rwavo, vakapinda mune mumwe musha. Mumwe mukadzi ainzi Marita akamugamuchira mumba make. Viz kapitola |