Ruka 10:33 - Shona BIBLE33 Zvino mumwe muSamaria, akanga ari parwendo, akasvika kwaari; akati achimuona, akamunzwira tsitsi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino mumŋe muSamaria, wakaŋga ari parwendo, wakaȿika kwaari; akati acimuʋona, akamunzwira tsitsi, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino mumwe muSamaria, akanga ari parwendo, akasvika kwaari; akati achimuona, akamunzwira tsitsi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi mumwe muSamaria aifambawo rwendo. Akasvikawo paakanga ari. Paakamuona, akamunzwira tsitsi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi mumwe muSamaria aifambawo rwendo. Akasvikawo paakanga ari. Paakamuona, akamunzwira tsitsi. Viz kapitola |