Ruka 10:17 - Shona BIBLE17 Vana makumi manomwe vakadzoka nomufaro, vachiti, “Ishe, kunyangwe nemweya yakaipa inozviisa pasi pedu muzita renyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋanamakumi manomŋe ʋakadzoka nomufaro, ʋaciti: Ishe, kunyaŋge nemŋeya yakaipa inoɀiisa pasi peɗu muzita renyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vana makumi manomwe vakadzoka nomufaro, vachiti, “Ishe, kunyange nemweya yakaipa inozviisa pasi pedu muzita renyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vadzidzi makumi manomwe vakadzoka norufaro vachiti, “Tenzi, kunyange mweya yakaipa yava pasi pedu muzita renyu.” Asi Jesu akati kwavari, “Ndakaona Satani achiwa semheni inobva mudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vadzidzi makumi manomwe vakadzoka norufaro vachiti, “Tenzi, kunyange mweya yakaipa yava pasi pedu muzita renyu.” Asi Jesu akati kwavari, “Ndakaona Satani achiwa semheni inobva mudenga. Viz kapitola |