Ruka 10:13 - Shona BIBLE13 Une nhamo, iwe Korazini! Une nhamo, iwe Bhetisaidha! Nokuti mabasa esimba akaitwa mukati menyu dai akaitwa muTaya neSidhoni, vangadai vatendeuka kare, vakagara vana masaga nedota. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Unenhamo, iwe Korazeni! Unenhamo, iwe Betsaida! Nokuti maɓasa esimba akaitwa mukati menyu, ɗai akaitwa muTire neSidoni, ʋaŋgaɗai ʋatendeʋuka kare, ʋakagara ʋanamasaga neɗota. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Une nhamo, iwe Korazini! Une nhamo, iwe Bhetisaidha! Nokuti mabasa esimba akaitwa mukati menyu dai akaitwa muTire neSidhoni, vangadai vatendeuka kare, vakagara vana masaga nedota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvichakuwana zvako iwe Korozeini. Zvichakuwana iwe Bhetisaidha nokuti dai kuri kuti zvishamiso zvakaitwa mamuri zvakaitwa muTire nomuSidhoni, vangadai vakapinduka kare kare. Vangadai vakatopfeka masaga vakagara pamadota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvichakuwana zvako iwe Korozeini. Zvichakuwana iwe Bhetisaidha nokuti dai kuri kuti zvishamiso zvakaitwa mamuri zvakaitwa muTire nomuSidhoni, vangadai vakapinduka kare kare. Vangadai vakatopfeka masaga vakagara pamadota. Viz kapitola |