Ruka 1:51 - Shona BIBLE51 Wakaratidza simba rake noruoko rwake; Akaparadza vaizvikudza mundangariro dzemwoyo yavo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Wakaratidza simba rake noruʋoko rwake; Wakaparadza ʋaiɀikudza mundaŋgariro dzemŋoyo yaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Wakaratidza simba rake noruoko rwake; Akaparadza vaizvikudza mundangariro dzemwoyo yavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Akaita zvina masimba noruoko rwake, akaparadza vanozvikudza mundangariro dzemwoyo yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Akaita zvina masimba noruoko rwake, akaparadza vanozvikudza mundangariro dzemwoyo yavo. Viz kapitola |