Ruka 1:39 - Shona BIBLE39 Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kuguta reJudhiya; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Namazuʋa iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kuguta reJudea; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kuguta reJudhea; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kune rimwe guta rokwaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Namazuva iwayo Maria akasimuka, akakurumidza kuenda kunyika yamakomo, kune rimwe guta rokwaJudha. Viz kapitola |