Online Bible

- Reklamy -

Ruka 1:36 - Shona BIBLE

36 Uye tarira, Erizabheti, hama yako, naiye wava napamuviri pomwanakomana pakuchembera kwake; mwedzi uno wava wechitanhatu kuna iye ainzi haabereki.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ʋuye tarira, Erisabete, hama yako, naiye waʋa nemimba ʋo yomŋanakomana pakucembera kwake; mŋedzi uno waʋa wecitanhatu kunaiye wainzi haaɓereki.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Uye tarira, Erizabheti, hama yako, naiye wava napamuviri pomwanakomana pakuchembera kwake; mwedzi uno wava wechitanhatu kuna iye ainzi haabereki.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Chiona kuti kana hama yakowo Erizabheti, kunyange zvake achembera atova napamuviri pomwana mukomana; mwedzi uno watove mwedzi wechitanhatu kune munhu wainzi imhanje.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Chiona kuti kana hama yakowo Erizabheti, kunyange zvake achembera atova napamuviri pomwana mukomana; mwedzi uno watove mwedzi wechitanhatu kune munhu wainzi imhanje.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 1:36

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy