Ruka 1:29 - Shona BIBLE29 Iye akavhunduswa kwazvo neshoko iro, akafunga kuti kukwazisa kwakadaro ndokweiko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Iye akavunduswa kwaɀo neshoko iro, akafuŋga kuti kukwazisa kwakaɗaro ndokweiko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Iye akavhunduswa kwazvo neshoko iro, akafunga kuti kukwazisa kwakadaro ndokweiko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvakamukangaidza zvikuru kunzwa zvakadai, akashamiswa nazvo kuti kwaziso iyi inoreveyi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvakamukangaidza zvikuru kunzwa zvakadai, akashamiswa nazvo kuti kwaziso iyi inoreveyi. Viz kapitola |