Ruka 1:28 - Shona BIBLE28 Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Mutumŋa akapinda kwaari, akati: Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe unewe! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Mutumwa akapinda kwaari, akati, “Kwaziwa, iwe wakaropafadzwa, Ishe anewe!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mutumwa akauya kwaari akati, “Kwaziwa iwe wakakomborerwa, Tenzi anewe.” Viz kapitola |