Ruka 1:21 - Shona BIBLE21 Vanhu vakanga vakamirira Zekariya vakashamiswa nokunonoka kwake mutemberi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋanhu ʋakaŋga ʋakamirira Zakaria ʋakashamiswa nokunonoka kwake mutembere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vanhu vakanga vakamirira Zekariya vakashamiswa nokunonoka kwake mutemberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Izvozvo vanhu vakanga vakangomirira Zakariya, votoshamiswa kwazvo kuti chii chamunonotsa kudai muTemberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Izvozvo vanhu vakanga vakangomirira Zakariya, votoshamiswa kwazvo kuti chii chamunonotsa kudai muTemberi. Viz kapitola |