Ruka 1:16 - Shona BIBLE16 Achadzorera vazhinji vevana VaIsiraeri kuna Ishe, Mwari wavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ucadzorera ʋazhinji ʋaʋana ʋaIsraeri kunaShe, Mŋari waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Achadzorera vazhinji vavana vaIsiraeri kuna Ishe, Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Achazodzorera vazhinji vavaIsiraeri kuna Tenzi Mwari wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Achazodzorera vazhinji vavaIsiraeri kuna Tenzi Mwari wavo. Viz kapitola |