Ruka 1:12 - Shona BIBLE12 Zekariya akatambudzika achimuona; kutya kukamuwira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Zakaria akamanikidzwa acimuʋona; kutya kukamuwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zekariya akatambudzika achimuona; kutya kukamuwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Zakariya zvaakamuona akavhunduka, akabatwa nokutya. Viz kapitola |