Ruka 1:10 - Shona BIBLE10 Vanhu vazhinji vose vakanga vachinyengetera kunze nenguva yokupisa zvinonhuwira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋanhu ʋazhinji ʋose ʋakaŋga ʋacinyeŋgetera kunze neŋguʋa yokupisa ɀinonhuwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vanhu vazhinji vose vakanga vachinyengetera kunze nenguva yokupisa zvinonhuwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gurumwandira ravanhu rakanga richinamata kunze panguva yokupisira rusenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Gurumwandira ravanhu rakanga richinamata kunze panguva yokupisira rusenzi. Viz kapitola |