Obadia 1:6 - Shona BIBLE6 Zvinhu zvaEsau zvakanzverwa sei! Pfuma yavo, yakavanzwa, yakafukunurwa sei! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀinhu ɀaEsau ɀakanɀerwa sei! Fuma yaʋo, yakaʋanzwa, yakafukunurwa sei! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvinhu zvaEsau zvakanzverwa sei! Pfuma yavo, yakavanzwa, yakafukunurwa sei! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Tarisaiwo muone zvenyu kuparadzwa kwaitwa nyika yaEsau, upfumi hwayo hwapambwa. Viz kapitola |