Obadia 1:20 - Shona BIBLE20 Vatapwa vehondo iyi yavana VaIsiraeri, vagere pakati pa VaKenani, vachatora nyika kusvikira Zarefati; vatapwa veJerusaremu, vari Sefaradhi, vachatora maguta okurutivi rwezasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋatapxa ʋehondo iyi yaʋana ʋaIsraeri, ʋagere pakati paʋaKanani, ʋacatora nyika kuȿikira Zarefati; ʋatapxa ʋeJerusarema, ʋari Sefaradi, ʋacatora maguta okurutiʋi rwezasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vatapwa vehondo iyi yavana vaIsiraeri, vagere pakati pavaKanani, vachatora nyika kusvikira Zarefati; vatapwa veJerusaremu, vari Sefaradhi, vachatora maguta okurutivi rwezasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Hondo yenhapwa dzokwaIsiraeri iri kuHara ichatora hayo nyika yeFonisia kusvikira kuZarifati kuita zvavo nyika yavo. Nhapwawo dzokuJerusaremu dziri kuSefaradhi dzichatorawo maguta okuNegevhu kuaita adzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Hondo yenhapwa dzokwaIsiraeri iri kuHara ichatora hayo nyika yeFonisia kusvikira kuZarifati kuita zvavo nyika yavo. Nhapwawo dzokuJerusaremu dziri kuSefaradhi dzichatorawo maguta okuNegevhu kuaita adzo. Viz kapitola |