Obadia 1:18 - Shona BIBLE18 Imba yaJakobho ichava moto, imba yaJosefa murazvo womoto, uye imba yaEsau mashanga; vachapisa vamwe pakati pavo, nokuvapedza; hakuchina vachasarira imba yaEsau, nokuti Jehovha akataura izvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Imba yaJakobo icaʋa mŋoto, imba yaJosefa muraɀo womŋoto, ʋuye imba yaEsau mashaŋga; ʋacapisa ʋamŋe pakati paʋo, nokuʋapedza; hakucinaʋacasarira imba yaEsau, nokuti Jehova wakataura iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Imba yaJakobho ichava moto, imba yaJosefa murazvo womoto, uye imba yaEsau mashanga; vachapisa vamwe pakati pavo, nokuvapedza; hakuchina vachasarira imba yaEsau, nokuti Jehovha akataura izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Imba yokwaJakobho ichava moto imba yokwaJosefi ichiva murazvo womoto imba yokwaEsau ichiva zvidzitsi zvamashanga. Ivo vachavapisa vagovaroromesa. Hapazova navanopunyuka kune vemba yokwaEsau nokuti TENZI ataura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Imba yokwaJakobho ichava moto imba yokwaJosefi ichiva murazvo womoto imba yokwaEsau ichiva zvidzitsi zvamashanga. Ivo vachavapisa vagovaroromesa. Hapazova navanopunyuka kune vemba yokwaEsau nokuti TENZI ataura. Viz kapitola |