Obadia 1:16 - Shona BIBLE16 Nokuti sezvamakanwa pagomo rangu dzvene, saizvozvo marudzi ose acharamba achinwa; zvirokwazvo, vachanwa, nokumedza, vachaita savasina kumbovapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti seɀamakanwa pagomo raŋgu dɀene, saiɀoɀo marudzi ose acaramba acinwa; ɀirokwaɀo, ʋacanwa, nokumedza, ʋacaita saʋasina‐kumboʋa’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti sezvamakanwa pagomo rangu dzvene, saizvozvo marudzi ose acharamba achinwa; zvirokwazvo, vachanwa, nokumedza, vachaita savasina kumbovapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 nokuti sokudhakwa kwamakaita imi pagomo rangu rinoera, marudziwo ose omunharaunda imomo achararadzawo nawo. Vachanwa zvokudutira vagosara vava kunge vanhu vasina kana kumbovapo zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 nokuti sokudhakwa kwamakaita imi pagomo rangu rinoera, marudziwo ose omunharaunda imomo achararadzawo nawo. Vachanwa zvokudutira vagosara vava kunge vanhu vasina kana kumbovapo zvavo. Viz kapitola |