Online Bible

- Reklamy -




Obadia 1:10 - Shona BIBLE

10 Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ucafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munuŋuna wako simba, ucaparadzwa nokusiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira mun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose.

Viz kapitola kopírovat




Obadia 1:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy