Numeri 9:12 - Shona BIBLE12 Havafaniri kusiya zvimwe kusvikira mangwana, kana kuvhuna pfupa rimwe rayo, asi vanofanira kuitamba vachiteerera mitemo yose yePasika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Haʋafaniri kusiya ɀimŋe kuȿikira maŋgwana, kana kuvuna fupa rimŋe rayo, asi ʋanofanira kuitamba ʋaciterera mitemo yose yepaseka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Havafaniri kusiya zvimwe kusvikira mangwana, kana kuvhuna pfupa rimwe rayo, asi vanofanira kuitamba vachiteerera mitemo yose yePasika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 havafanire kusiya kana chii zvacho chayo kusvikira mangwana. Hapana pfupa rechibayiro rayo rinofanira kutyorwa. Ngavaichengete vachitevedza mirao yayo yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 havafanire kusiya kana chii zvacho chayo kusvikira mangwana. Hapana pfupa rechibayiro rayo rinofanira kutyorwa. Ngavaichengete vachitevedza mirao yayo yose. Viz kapitola |