Numeri 7:8 - Shona BIBLE8 Akapawo vanakomana vaMerari ngoro ina nenzombe sere, zvakaringana mabasa avo, vachirairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akapa ʋo ʋanakomana ʋaMerari ŋgoro inna nenzombe sere, ɀakariŋgana maɓasa aʋo, ʋacirairwa naItamari, mŋanakomana waAroni muprista. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Akapawo vanakomana vaMerari ngoro ina nenzombe sere, zvakaringana mabasa avo, vachirairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akapa vemhuri yokwaMerari ngoro ina nenzombe tsere maererano nebasa ravaiita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akapa vemhuri yokwaMerari ngoro ina nenzombe tsere maererano nebasa ravaiita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni. Viz kapitola |