Numeri 7:72 - Shona BIBLE72 Nezuva regumi nerimwe Pagieri, mwanakomana waOkirani, muchinda wavana vaAsheri, akauya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)72 Nezuʋa regumi nerimŋe Pagieri, mŋanakomana waOkrani, mucinda waʋana ʋaAsheri, wakaʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200272 Nezuva regumi nerimwe Pagieri, mwanakomana waOkirani, muchinda wavana vaAsheri, akauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona72 Pazuva rechigumi nerimwe, kwakauya Pagieri mwanakomana waOkirani aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaAsheru. Viz kapitola |