Numeri 7:66 - Shona BIBLE66 Nezuva regumi Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, muchinda wavana vaDhani, akauya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Nezuʋa regumi Ahiezeri, mŋanakomana waAmishadai, mucinda waʋana ʋaDani, wakaʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200266 Nezuva regumi Ahiezeri, mwanakomana waAmishadhai, muchinda wavana vaDhani, akauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona66 Pazuva rechigumi racho, kwakauyawo Ahiezero mwanakomana wavaAmishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaDhani. Viz kapitola |