Numeri 7:48 - Shona BIBLE48 Nezuva rechinomwe Erishama, mwanakomana waAmihudhi, muchinda wavana vaEfuremu, akauya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Nezuʋa recinomŋe Erishama, mŋanakomana waAmihudi, mucinda waʋana ʋaEfraimi, wakaʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Nezuva rechinomwe Erishama, mwanakomana waAmihudhi, muchinda wavana vaEfuremu, akauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Pazuva rechinomwe racho, kwakauyawo Erishama mwanakomana waAmihudhi, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaEfuraimu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Pazuva rechinomwe racho, kwakauyawo Erishama mwanakomana waAmihudhi, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaEfuraimu. Viz kapitola |