Numeri 7:24 - Shona BIBLE24 Nezuva retatu Eriabhu, mwanakomana waHeroni, muchinda wavana vaZebhuruni, akauya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Nezuʋa retatu Eriabi, mŋanakomana waHeroni, mucinda waʋana ʋaZeburuni, wakaʋuya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Nezuva retatu Eriabhu, mwanakomana waHeroni, muchinda wavana vaZebhuruni, akauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Pazuva retatu racho, akauya ndiEriabhu mwanakomana waHeroni, aiva mutungamiriri wavanhu govero rokwaZebhuruni. Viz kapitola |