Numeri 7:2 - Shona BIBLE2 machinda aVaIsiraeri, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vakauya nezvipo zvavo; ndivo vaiva machinda amarudzi, ndivo vakanga vari vatariri vavanhu vakaverengwa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 macinda aʋaIsraeri, ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋakaʋuya neɀipo ɀaʋo; ndiʋo ʋaiʋa macinda amarudzi, ndiʋo ʋakaŋga ʋari ʋatariri ʋaʋanhu ʋakaʋereŋgwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 machinda avaIsiraeri, vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, vakauya nezvipo zvavo; ndivo vaiva machinda amarudzi, ndivo vakanga vari vatariri vavanhu vakaverengwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vatungamiriri vavaIsiraeri navatungamiriri vavo vedzimhuri nevemadzinza vaitungamirira kuverengwa kwavanhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vatungamiriri vavaIsiraeri navatungamiriri vavo vedzimhuri nevemadzinza vaitungamirira kuverengwa kwavanhu, Viz kapitola |