Numeri 7:10 - Shona BIBLE10 Machinda akauya nezvipo zvokutsaurira atari nomusi wayakazodzwa nawo, machinda akauya nezvipo zvawo pamberi peatari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Macinda akaʋuya neɀipo ɀokutsaurira artari nomusi wayakazodzwa nawo, macinda akaʋuya neɀipo ɀawo pamberi peartari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Machinda akauya nezvipo zvokutsaurira atari nomusi wayakazodzwa nawo, machinda akauya nezvipo zvawo pamberi peatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vatungamiriri vakauyawo nezvipo zvokupira nazvo atari kuna Mwari pazuva rayakazodzwa, vakauya nazvo kuatari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vatungamiriri vakauyawo nezvipo zvokupira nazvo atari kuna Mwari pazuva rayakazodzwa, vakauya nazvo kuatari. Viz kapitola |