Online Bible

- Reklamy -

Numeri 6:7 - Shona BIBLE

7 Haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwababa vake, kana nokuda kwamai vake, kana nokuda kwomun'una wake, kana nokuda kwehanzvadzi yake, kana vafa; nokuti akazvitsaurira Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Haafaniri kuɀiȿiɓisa nokuɗa kwaɓaɓa ʋake, kana nokuɗa kwamai ʋake, kana nokuɗa kwomunuŋuna wake, kana nokuɗa kwehanɀadzi yake, kana ʋafa; nokuti wakaɀitsaurira Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Haafaniri kuzvisvibisa nokuda kwababa vake, kana nokuda kwamai vake, kana nokuda kwomun’una wake, kana nokuda kwehanzvadzi yake, kana vafa; nokuti akazvitsaurira Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 chingave chitunha chababa vake kana amai vake kana chomukoma kana munun'una wake, kana chehanzvadzi yake kana vakafa haafaniri kunzvin'oresa chiratidzo chokuzvipira kwake chiri pamusoro wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 chingave chitunha chababa vake kana amai vake kana chomukoma kana munun'una wake, kana chehanzvadzi yake kana vakafa haafaniri kunzvin'oresa chiratidzo chokuzvipira kwake chiri pamusoro wake.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 6:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy