Online Bible

- Reklamy -

Numeri 6:4 - Shona BIBLE

4 Mazuva ose okuzvitsaura kwake haafaniri kudya chinhu chinobva pamuti womuzambiringa kubva pasvurwe kusvika pamateko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Mazuʋa ose okuɀitsaura kwake haafaniri kudya cinhu cinobva pamuti womuzambiriŋga kubva paȿurwe kuȿika pamateko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Mazuva ose okuzvitsaura kwake haafaniri kudya chinhu chinobva pamuti womuzambiringa kubva pasvurwe kusvika pamateko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mazuva aanenge ari muNaziri ngaarege kudya chinobva pamuti womugirepisi kunyange mhodzi dzamagirepisi kana ganda rawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mazuva aanenge ari muNaziri ngaarege kudya chinobva pamuti womugirepisi kunyange mhodzi dzamagirepisi kana ganda rawo.

Viz kapitola kopírovat

Numeri 6:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy