Numeri 6:15 - Shona BIBLE15 nedengu rezvingwa zvisina kuviriswa, nezvingwa zviduku zvoupfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa, zvakazodzwa namafuta, nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 neɗeŋgu reɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa, neɀiŋgwa ɀiɗuku ɀoʋupfu bgakatsetseka, bgakakanyiwa namafuta, neɀiŋgwa ɀitete ɀisina‐kuʋiriswa, ɀakazodzwa namafuta, necipiriso caɀo coʋupfu, neɀipiriso ɀaɀo ɀinoɗururwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 nedengu rezvingwa zvisina kuviriswa, nezvingwa zviduku zvoupfu hwakatsetseka, hwakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa, zvakazodzwa namafuta, nechipiriso chazvo choupfu, nezvipiriso zvazvo zvinodururwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ngaapirewo tswanda yezvingwa zvisina mbiriso, nezvingwa zvikobvu zveupfu hwakanyatsokuyiwa hwekoroni hwakakanywa namafuta eorivhi, nezvingwa zvitete zvakazorwa mafuta eorivhi pamwechete nomupiro wembesanwa nomupiro wezvokunwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ngaapirewo tswanda yezvingwa zvisina mbiriso, nezvingwa zvikobvu zveupfu hwakanyatsokuyiwa hwekoroni hwakakanywa namafuta eorivhi, nezvingwa zvitete zvakazorwa mafuta eorivhi pamwechete nomupiro wembesanwa nomupiro wezvokunwa. Viz kapitola |