Numeri 5:24 - Shona BIBLE24 Zvino anofanira kunwisa mukadzi mvura inovavisa, inouyisa kutuka inofanira kupinda mukati make, imuvavise. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino unofanira kunwisa mukadzi mvura inoʋaʋisa, inoʋuyisa kutuka; mvura inoʋuyisa kutuka inofanira kupinda mukati make, imuʋaʋise. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino anofanira kunwisa mukadzi mvura inovavisa, inouyisa kutuka inofanira kupinda mukati make, imuvavise. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Mupristi ngaamwise mudzimai mvura iyoyo inozhurungunda yokurengeresa. Mvura iyoyo yokurengeresa rushamba ichapinda maari igomurwadzisa zvakanyanya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Mupristi ngaamwise mudzimai mvura iyoyo inozhurungunda yokurengeresa. Mvura iyoyo yokurengeresa rushamba ichapinda maari igomurwadzisa zvakanyanya. Viz kapitola |