Numeri 5:22 - Shona BIBLE22 mvura iyi inouyisa kutuka ichapinda muura hwako, ndokuzvimbisa dumbu rako, nokuwondisa hudyu yako;’ zvino mukadzi anofanira kuti, ‘Ameni, ameni.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 mvura iyi inoʋuyisa kutuka icapinda muʋura bgako, ndokuɀimbisa ɗumbu rako, nokuwondisa hudyu yako; ɀino mukadzi unofanira kuti: Ameni, ameni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 mvura iyi inouyisa kutuka ichapinda muura hwako, ndokuzvimbisa dumbu rako, nokuwondisa hudyu yako;’ zvino mukadzi anofanira kuti, ‘Ameni, ameni.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Mvura iyi inopa rushambwa ngaipinde nomudumbu mako, muviri wako uzvimbe, upfudzike pamuviri. “Mukadzi iyeyo ngaati, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Mvura iyi inopa rushambwa ngaipinde nomudumbu mako, muviri wako uzvimbe, upfudzike pamuviri. “Mukadzi iyeyo ngaati, ‘Ameni, ngazvive saizvozvo.’ Viz kapitola |