Numeri 5:10 - Shona BIBLE10 Zvinhu zvakatsaurwa zvomunhu mumwe nomumwe zvinofanira kuva zvake; chinhu chipi nechipi chinopiwa mupristi nomunhu chinofanira kuva chake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀinhu ɀakatsaurwa ɀomunhu mumŋe nomumŋe ɀinofanira kuʋa ɀake; cinhu cipi necipi cinopiwa muprista nomunhu cinofanira kuʋa cake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvinhu zvakatsaurwa zvomunhu mumwe nomumwe zvinofanira kuva zvake; chinhu chipi nechipi chinopiwa mupristi nomunhu chinofanira kuva chake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Chinhu chipi nechipi zvacho chinenge chaturirwa kuna Mwari nomunhu, chose chose zvacho chinenge chapiwa mupristi nomunhu ndechomupristi iyeyo pachake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Chinhu chipi nechipi zvacho chinenge chaturirwa kuna Mwari nomunhu, chose chose zvacho chinenge chapiwa mupristi nomunhu ndechomupristi iyeyo pachake.” Viz kapitola |