Online Bible

- Reklamy -




Numeri 3:50 - Shona BIBLE

50 akatora mari iyi kumatangwe avana VaIsiraeri, mashekeri ane chiuru chimwe namazana matatu namakumi matanhatu namashanu, achienzanisa neshekeri rapanzvimbo tsvene.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 wakatora mari iyi kumataŋgwe aʋana ʋaIsraeri, mashekeri anecuru cimŋe namazana matatu namakumi matanhatu namashanu, acienzanisa neshekeri rapanɀimbo tȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

50 akatora mari iyi kumatangwe avana vaIsiraeri, mashekeri ane chiuru chimwe namazana matatu namakumi matanhatu namashanu, achienzanisa neshekeri rapanzvimbo tsvene.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Akaunganidza mari inoita chiuru chimwechete china mazana matatu ana makumi matanhatu ane shanu emari yesirivha iri pamurao yomunzvimbo inoera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Akaunganidza mari inoita chiuru chimwechete china mazana matatu ana makumi matanhatu ane shanu emari yesirivha iri pamurao yomunzvimbo inoera.

Viz kapitola kopírovat




Numeri 3:50

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy