Numeri 3:34 - Shona BIBLE34 Vakaverengwa kwavari, ivo varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvitanhatu namazana maviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, iʋo ʋarume ʋose ʋomŋedzi mumŋe naʋanopfuʋura, ʋakaȿika ɀuru ɀitanhatu namazana maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Vakaverengwa kwavari, ivo varume vose vomwedzi mumwe navanopfuura, vakasvika zviuru zvitanhatu namazana maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Uwandi hwavanhurume vavo vaikwana zviuru zvitanhatu namazana maviri kubvira pavana vano mwedzi mumwechete. Viz kapitola |