Numeri 3:10 - Shona BIBLE10 Asi Aroni navanakomana vake unofanira kuvagadza, kuti vabate basa roupristi hwavo; asina kufanira, usaswederapo, anofanira kuurayiwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Aroni naʋanakomana ʋake unofanira kuʋagadza, kuti ʋaɓate ɓasa roʋuprista bgaʋo; usina‐kufanira, unosweɗera’po, unofanira kuʋurawa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi Aroni navanakomana vake unofanira kuvagadza, kuti vabate basa roupristi hwavo; asina kufanira, usaswederapo, anofanira kuurawa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Gadza Aroni navanakomana vake kuti vaite mabasa avo oupristi, asi kana mumwe munhu zvake akaswedera ngaaurayiwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Gadza Aroni navanakomana vake kuti vaite mabasa avo oupristi, asi kana mumwe munhu zvake akaswedera ngaaurayiwe.” Viz kapitola |