Numeri 2:5 - Shona BIBLE5 Vanodzika kurutivi rwavo vanofanira kuva vorudzi rwaIsakari; Netaneri, mwanakomana waZuari ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaIsakari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋanodzika kurutiʋi rwaʋo ʋanofanira kuʋa ʋorudzi rwaIsakari; Netaneri, mŋanakomana waZuari ndiye unofanira kuʋa mucinda waʋana ʋaIsakari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vanodzika kurutivi rwavo vanofanira kuva vorudzi rwaIsakari; Netaneri, mwanakomana waZuari ndiye anofanira kuva muchinda wavana vaIsakari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vachadzika matendhe avo padyo nevokwaJudha ndevedzinza raIsakari. Mutungamiriri wedzinza raIsakari anenge ari Netaneri mwanakomana waZuaru, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vachadzika matendhe avo padyo nevokwaJudha ndevedzinza raIsakari. Mutungamiriri wedzinza raIsakari anenge ari Netaneri mwanakomana waZuaru, Viz kapitola |